×

Avo vanhu vakapusa (vanonamata zviumbwa nemidzimu, maJudha nevanyengedzi) vachati: “Chii chaita kuti 2:142 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:142) ayat 142 in Shona

2:142 Surah Al-Baqarah ayat 142 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 142 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿۞ سَيَقُولُ ٱلسُّفَهَآءُ مِنَ ٱلنَّاسِ مَا وَلَّىٰهُمۡ عَن قِبۡلَتِهِمُ ٱلَّتِي كَانُواْ عَلَيۡهَاۚ قُل لِّلَّهِ ٱلۡمَشۡرِقُ وَٱلۡمَغۡرِبُۚ يَهۡدِي مَن يَشَآءُ إِلَىٰ صِرَٰطٖ مُّسۡتَقِيمٖ ﴾
[البَقَرَة: 142]

Avo vanhu vakapusa (vanonamata zviumbwa nemidzimu, maJudha nevanyengedzi) vachati: “Chii chaita kuti maMuslim vatendeuke kubva kuQiblah yavo (uko kwainamata maMuslim akatarisa kuJerusarema), iyo yavaigaro tarira vachiita munamato.” Iti (iwe Muhammad (SAW)): “Allah ndivo muridzi wekumabvazuva nekumadokero. Vanotungamirira mugwara rakatwasuka ani nani wavanoda.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: سيقول السفهاء من الناس ما ولاهم عن قبلتهم التي كانوا عليها قل, باللغة الشونا

﴿سيقول السفهاء من الناس ما ولاهم عن قبلتهم التي كانوا عليها قل﴾ [البَقَرَة: 142]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek