×

Vachakubvunza (Muhammad (SAW)) maererano nezvinwiwa zvinodhaka nemakasi. Iti: “Mazviri mune chitadzo chihombe, 2:219 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:219) ayat 219 in Shona

2:219 Surah Al-Baqarah ayat 219 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 219 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿۞ يَسۡـَٔلُونَكَ عَنِ ٱلۡخَمۡرِ وَٱلۡمَيۡسِرِۖ قُلۡ فِيهِمَآ إِثۡمٞ كَبِيرٞ وَمَنَٰفِعُ لِلنَّاسِ وَإِثۡمُهُمَآ أَكۡبَرُ مِن نَّفۡعِهِمَاۗ وَيَسۡـَٔلُونَكَ مَاذَا يُنفِقُونَۖ قُلِ ٱلۡعَفۡوَۗ كَذَٰلِكَ يُبَيِّنُ ٱللَّهُ لَكُمُ ٱلۡأٓيَٰتِ لَعَلَّكُمۡ تَتَفَكَّرُونَ ﴾
[البَقَرَة: 219]

Vachakubvunza (Muhammad (SAW)) maererano nezvinwiwa zvinodhaka nemakasi. Iti: “Mazviri mune chitadzo chihombe, uye (zvimwe) zvakanakira vanhu, asi chitadzo chazvo chihombe kudarika kunaka kwazvo.” Uye vanokubvunza nezvavanofanira kupa. Iti: “Izvo zviri pamusoro pezvakakukwanirai.” Saizvozvo Allah vanobuditsa pachena micherechedzo yavo kuti zvimwe mungava munofunga

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يسألونك عن الخمر والميسر قل فيهما إثم كبير ومنافع للناس وإثمهما أكبر, باللغة الشونا

﴿يسألونك عن الخمر والميسر قل فيهما إثم كبير ومنافع للناس وإثمهما أكبر﴾ [البَقَرَة: 219]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek