×

Avo vakakusikirai nyika ino senzvimbo yenyu yekuzororera, nedenga sechivharo, uye vakava vanonayisa 2:22 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:22) ayat 22 in Shona

2:22 Surah Al-Baqarah ayat 22 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 22 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿ٱلَّذِي جَعَلَ لَكُمُ ٱلۡأَرۡضَ فِرَٰشٗا وَٱلسَّمَآءَ بِنَآءٗ وَأَنزَلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَخۡرَجَ بِهِۦ مِنَ ٱلثَّمَرَٰتِ رِزۡقٗا لَّكُمۡۖ فَلَا تَجۡعَلُواْ لِلَّهِ أَندَادٗا وَأَنتُمۡ تَعۡلَمُونَ ﴾
[البَقَرَة: 22]

Avo vakakusikirai nyika ino senzvimbo yenyu yekuzororera, nedenga sechivharo, uye vakava vanonayisa mvura kubva kudenga, uye kubva mairi (mvura)) vakaita kuti michero ibereke sekudya kwenyu. Nokudaro musava munosanganisa Allah nevamwe vanamwari mukunamata imi muchiziva (kuti ivo voga ndivo vakakodzera kunamatwa)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذي جعل لكم الأرض فراشا والسماء بناء وأنزل من السماء ماء فأخرج, باللغة الشونا

﴿الذي جعل لكم الأرض فراشا والسماء بناء وأنزل من السماء ماء فأخرج﴾ [البَقَرَة: 22]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek