×

Hakuna kumanikidza muchitendero. Zvirokwazvo, nzira yechokwadi yave inobuda pachena kubva kune nzira 2:256 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:256) ayat 256 in Shona

2:256 Surah Al-Baqarah ayat 256 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 256 - البَقَرَة - Page - Juz 3

﴿لَآ إِكۡرَاهَ فِي ٱلدِّينِۖ قَد تَّبَيَّنَ ٱلرُّشۡدُ مِنَ ٱلۡغَيِّۚ فَمَن يَكۡفُرۡ بِٱلطَّٰغُوتِ وَيُؤۡمِنۢ بِٱللَّهِ فَقَدِ ٱسۡتَمۡسَكَ بِٱلۡعُرۡوَةِ ٱلۡوُثۡقَىٰ لَا ٱنفِصَامَ لَهَاۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٌ ﴾
[البَقَرَة: 256]

Hakuna kumanikidza muchitendero. Zvirokwazvo, nzira yechokwadi yave inobuda pachena kubva kune nzira yemanyepo. Wese asingatendi muTaaghoot (mifananidzo) uye anotenda muna Allah, anenge abatirira mubato unovimbika wakasimba usingadambuki zvachose. Uye Allah vanonzwa zvikuru, vanoziva zvakanyanya

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لا إكراه في الدين قد تبين الرشد من الغي فمن يكفر بالطاغوت, باللغة الشونا

﴿لا إكراه في الدين قد تبين الرشد من الغي فمن يكفر بالطاغوت﴾ [البَقَرَة: 256]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek