×

Uye (rangarirai) apo takakununurai kubva kuna Farawo nevanhu vake, avo vaikutambudzai nemarwadzo 2:49 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:49) ayat 49 in Shona

2:49 Surah Al-Baqarah ayat 49 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 49 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿وَإِذۡ نَجَّيۡنَٰكُم مِّنۡ ءَالِ فِرۡعَوۡنَ يَسُومُونَكُمۡ سُوٓءَ ٱلۡعَذَابِ يُذَبِّحُونَ أَبۡنَآءَكُمۡ وَيَسۡتَحۡيُونَ نِسَآءَكُمۡۚ وَفِي ذَٰلِكُم بَلَآءٞ مِّن رَّبِّكُمۡ عَظِيمٞ ﴾
[البَقَرَة: 49]

Uye (rangarirai) apo takakununurai kubva kuna Farawo nevanhu vake, avo vaikutambudzai nemarwadzo anotyisa, kuuraya vanakomana venyu, nekusiya vanasikana venyu vari vapenyu, uyezve imomo makanga mune miedzo mikuru kubva kuna Tenzi venyu (Allah)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ نجيناكم من آل فرعون يسومونكم سوء العذاب يذبحون أبناءكم ويستحيون نساءكم, باللغة الشونا

﴿وإذ نجيناكم من آل فرعون يسومونكم سوء العذاب يذبحون أبناءكم ويستحيون نساءكم﴾ [البَقَرَة: 49]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek