×

Uye (maJudha) vanoti: “Moto (Moto weGehena nezuva rekumutswa kwevafi) haumbotibati kunze kwemazuva 2:80 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:80) ayat 80 in Shona

2:80 Surah Al-Baqarah ayat 80 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 80 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿وَقَالُواْ لَن تَمَسَّنَا ٱلنَّارُ إِلَّآ أَيَّامٗا مَّعۡدُودَةٗۚ قُلۡ أَتَّخَذۡتُمۡ عِندَ ٱللَّهِ عَهۡدٗا فَلَن يُخۡلِفَ ٱللَّهُ عَهۡدَهُۥٓۖ أَمۡ تَقُولُونَ عَلَى ٱللَّهِ مَا لَا تَعۡلَمُونَ ﴾
[البَقَرَة: 80]

Uye (maJudha) vanoti: “Moto (Moto weGehena nezuva rekumutswa kwevafi) haumbotibati kunze kwemazuva mashoma anoverengeka.” Iti (Iwe Muhammad (SAW) kwavari): “Makatora chibvumirano here naAllah, zvokuti Allah havazoputsi chibvumirano chavo? Kana kuti munotaura pamusoro paAllah zvamusingazivi?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقالوا لن تمسنا النار إلا أياما معدودة قل أتخذتم عند الله عهدا, باللغة الشونا

﴿وقالوا لن تمسنا النار إلا أياما معدودة قل أتخذتم عند الله عهدا﴾ [البَقَرَة: 80]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek