×

Zuva iro muchazviona, amai vose vanoyamwisa vachakanganwa rusvava rwavo, uye (amai) avo 22:2 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-hajj ⮕ (22:2) ayat 2 in Shona

22:2 Surah Al-hajj ayat 2 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-hajj ayat 2 - الحج - Page - Juz 17

﴿يَوۡمَ تَرَوۡنَهَا تَذۡهَلُ كُلُّ مُرۡضِعَةٍ عَمَّآ أَرۡضَعَتۡ وَتَضَعُ كُلُّ ذَاتِ حَمۡلٍ حَمۡلَهَا وَتَرَى ٱلنَّاسَ سُكَٰرَىٰ وَمَا هُم بِسُكَٰرَىٰ وَلَٰكِنَّ عَذَابَ ٱللَّهِ شَدِيدٞ ﴾
[الحج: 2]

Zuva iro muchazviona, amai vose vanoyamwisa vachakanganwa rusvava rwavo, uye (amai) avo vakazvitakura (vane mimba) vachadonhedza icho chavakasenga (mwana ari mudumbu), uye muchaona vanhu vachinge sevakadhakwa, asi vanenge vasina kudhakwa, asi kuti marwadzo aAllah achange ari makuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يوم ترونها تذهل كل مرضعة عما أرضعت وتضع كل ذات حمل حملها, باللغة الشونا

﴿يوم ترونها تذهل كل مرضعة عما أرضعت وتضع كل ذات حمل حملها﴾ [الحج: 2]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek