×

Musaite kudana kwamunoita mutumwa (Muhammad (SAW)) kuve sekudana kwamunoitana pakati penyu. Allah 24:63 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:63) ayat 63 in Shona

24:63 Surah An-Nur ayat 63 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 63 - النور - Page - Juz 18

﴿لَّا تَجۡعَلُواْ دُعَآءَ ٱلرَّسُولِ بَيۡنَكُمۡ كَدُعَآءِ بَعۡضِكُم بَعۡضٗاۚ قَدۡ يَعۡلَمُ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ يَتَسَلَّلُونَ مِنكُمۡ لِوَاذٗاۚ فَلۡيَحۡذَرِ ٱلَّذِينَ يُخَالِفُونَ عَنۡ أَمۡرِهِۦٓ أَن تُصِيبَهُمۡ فِتۡنَةٌ أَوۡ يُصِيبَهُمۡ عَذَابٌ أَلِيمٌ ﴾
[النور: 63]

Musaite kudana kwamunoita mutumwa (Muhammad (SAW)) kuve sekudana kwamunoitana pakati penyu. Allah vanotoziva avo vanoenda pakati penyu vachiwanda (nechikonzero vasina mvumo). Saka itai avo vanotseuka kubva kunzira yake (mutumwa (SAW)) vave vanongwarira, zvimwe muedzo (kusatenda, kuuraiwa, nezvimwe zvakaipa) ungavawane kana murango unorwadza wovawana

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لا تجعلوا دعاء الرسول بينكم كدعاء بعضكم بعضا قد يعلم الله الذين, باللغة الشونا

﴿لا تجعلوا دعاء الرسول بينكم كدعاء بعضكم بعضا قد يعلم الله الذين﴾ [النور: 63]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek