×

Hazvibvunzwi, Allah ndivo vane humambo hwekudenga nepasi. Zvirokwazvo, vanotoziva apo pamumire, uye 24:64 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:64) ayat 64 in Shona

24:64 Surah An-Nur ayat 64 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 64 - النور - Page - Juz 18

﴿أَلَآ إِنَّ لِلَّهِ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۖ قَدۡ يَعۡلَمُ مَآ أَنتُمۡ عَلَيۡهِ وَيَوۡمَ يُرۡجَعُونَ إِلَيۡهِ فَيُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُواْۗ وَٱللَّهُ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمُۢ ﴾
[النور: 64]

Hazvibvunzwi, Allah ndivo vane humambo hwekudenga nepasi. Zvirokwazvo, vanotoziva apo pamumire, uye zuva iro ravachadzoserwa kwavari, uye vachavaudza izvo zvavaiita. Uye Allah vanoziva zvikuru zvinhu zvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ألا إن لله ما في السموات والأرض قد يعلم ما أنتم عليه, باللغة الشونا

﴿ألا إن لله ما في السموات والأرض قد يعلم ما أنتم عليه﴾ [النور: 64]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek