×

Uye kana ukavabvunza kuti: “Ndiyani anonaisa mvura kubva kumatenga, uye okonzera kuti 29:63 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-‘Ankabut ⮕ (29:63) ayat 63 in Shona

29:63 Surah Al-‘Ankabut ayat 63 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-‘Ankabut ayat 63 - العَنكبُوت - Page - Juz 21

﴿وَلَئِن سَأَلۡتَهُم مَّن نَّزَّلَ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مَآءٗ فَأَحۡيَا بِهِ ٱلۡأَرۡضَ مِنۢ بَعۡدِ مَوۡتِهَا لَيَقُولُنَّ ٱللَّهُۚ قُلِ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِۚ بَلۡ أَكۡثَرُهُمۡ لَا يَعۡقِلُونَ ﴾
[العَنكبُوت: 63]

Uye kana ukavabvunza kuti: “Ndiyani anonaisa mvura kubva kumatenga, uye okonzera kuti nyika irarame mushure mekufa kwayo?” Naizvozvo vanopindura vachiti: “Allah.” Taura kuti: “Kurumbidzwa kwese nekutendwa kwese ndekwa Allah!” Asi vazhinji vavo havafunge

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولئن سألتهم من نـزل من السماء ماء فأحيا به الأرض من بعد, باللغة الشونا

﴿ولئن سألتهم من نـزل من السماء ماء فأحيا به الأرض من بعد﴾ [العَنكبُوت: 63]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek