×

(Ndeavo) avo vanotsungirira, avo vari pachokwadi, uye vanotevedzera nemoyo wese mukunamata Allah. 3:17 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:17) ayat 17 in Shona

3:17 Surah al-‘Imran ayat 17 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 17 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿ٱلصَّٰبِرِينَ وَٱلصَّٰدِقِينَ وَٱلۡقَٰنِتِينَ وَٱلۡمُنفِقِينَ وَٱلۡمُسۡتَغۡفِرِينَ بِٱلۡأَسۡحَارِ ﴾
[آل عِمران: 17]

(Ndeavo) avo vanotsungirira, avo vari pachokwadi, uye vanotevedzera nemoyo wese mukunamata Allah. Avo vanopa (Zakaat (Zvipo) munzira yaAllah) uye vanokumbira ruregerero rwaAllah munguva dzekupedzisira dzeusiku

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الصابرين والصادقين والقانتين والمنفقين والمستغفرين بالأسحار, باللغة الشونا

﴿الصابرين والصادقين والقانتين والمنفقين والمستغفرين بالأسحار﴾ [آل عِمران: 17]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek