×

Kana vakakuramba (Muhammad (SAW)), (ziva kuti) vamwe vatumwa vakauya iwe usati wavapo 3:184 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:184) ayat 184 in Shona

3:184 Surah al-‘Imran ayat 184 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 184 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿فَإِن كَذَّبُوكَ فَقَدۡ كُذِّبَ رُسُلٞ مِّن قَبۡلِكَ جَآءُو بِٱلۡبَيِّنَٰتِ وَٱلزُّبُرِ وَٱلۡكِتَٰبِ ٱلۡمُنِيرِ ﴾
[آل عِمران: 184]

Kana vakakuramba (Muhammad (SAW)), (ziva kuti) vamwe vatumwa vakauya iwe usati wavapo vakarambwawo (semarambiro avari kuita iwewe), vauya nezviratidzo zviri pachena uye neMagwaro uye neBhuku rine chiedza

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فإن كذبوك فقد كذب رسل من قبلك جاءوا بالبينات والزبر والكتاب المنير, باللغة الشونا

﴿فإن كذبوك فقد كذب رسل من قبلك جاءوا بالبينات والزبر والكتاب المنير﴾ [آل عِمران: 184]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek