×

Chinhu chose chinofema chicharavira rufu (chichafa). Uye zvirokwazvo muchava munopihwa mibairo yenyu 3:185 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:185) ayat 185 in Shona

3:185 Surah al-‘Imran ayat 185 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 185 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿كُلُّ نَفۡسٖ ذَآئِقَةُ ٱلۡمَوۡتِۗ وَإِنَّمَا تُوَفَّوۡنَ أُجُورَكُمۡ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۖ فَمَن زُحۡزِحَ عَنِ ٱلنَّارِ وَأُدۡخِلَ ٱلۡجَنَّةَ فَقَدۡ فَازَۗ وَمَا ٱلۡحَيَوٰةُ ٱلدُّنۡيَآ إِلَّا مَتَٰعُ ٱلۡغُرُورِ ﴾
[آل عِمران: 185]

Chinhu chose chinofema chicharavira rufu (chichafa). Uye zvirokwazvo muchava munopihwa mibairo yenyu yakazara muzuva rekumutswa. Uye uyo achave anodzivirirwa kubva kumoto, ova anopinzwa kuParadhiso, zvirokwazvo ndiye munhu akabudirira. Uye hupenyu hwepasi rino hauzi chimwe chinhu kunze kwemafaro ehunyengedzi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: كل نفس ذائقة الموت وإنما توفون أجوركم يوم القيامة فمن زحزح عن, باللغة الشونا

﴿كل نفس ذائقة الموت وإنما توفون أجوركم يوم القيامة فمن زحزح عن﴾ [آل عِمران: 185]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek