×

Zvirokwazvo, muchava munoedzwa muhupfumi hwenyu nehupenyu hwenyu, uye zvirokwazvo muchave munowana (nekunzwa) 3:186 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:186) ayat 186 in Shona

3:186 Surah al-‘Imran ayat 186 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 186 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿۞ لَتُبۡلَوُنَّ فِيٓ أَمۡوَٰلِكُمۡ وَأَنفُسِكُمۡ وَلَتَسۡمَعُنَّ مِنَ ٱلَّذِينَ أُوتُواْ ٱلۡكِتَٰبَ مِن قَبۡلِكُمۡ وَمِنَ ٱلَّذِينَ أَشۡرَكُوٓاْ أَذٗى كَثِيرٗاۚ وَإِن تَصۡبِرُواْ وَتَتَّقُواْ فَإِنَّ ذَٰلِكَ مِنۡ عَزۡمِ ٱلۡأُمُورِ ﴾
[آل عِمران: 186]

Zvirokwazvo, muchava munoedzwa muhupfumi hwenyu nehupenyu hwenyu, uye zvirokwazvo muchave munowana (nekunzwa) marwadzo akawanda kubva kune avo vakapihwa Magwaro (maJudha nemaKristu) imi musati mavapo, uye kubva kune avo vanosanganisa Allah nevamwe vanamwari (zviumbwa). Asi mukave munotsungirira nekutya Allah, zvirokwazvo, uku ndiko kuratidza ushingi mumabasa (akanaka)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لتبلون في أموالكم وأنفسكم ولتسمعن من الذين أوتوا الكتاب من قبلكم ومن, باللغة الشونا

﴿لتبلون في أموالكم وأنفسكم ولتسمعن من الذين أوتوا الكتاب من قبلكم ومن﴾ [آل عِمران: 186]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek