×

“Iwe mwanakomana wangu! Ita Swalaah (Namata), uye wokurudzira vamwe kuita mabasa akanaka, 31:17 Shona translation

Quran infoShonaSurah Luqman ⮕ (31:17) ayat 17 in Shona

31:17 Surah Luqman ayat 17 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Luqman ayat 17 - لُقمَان - Page - Juz 21

﴿يَٰبُنَيَّ أَقِمِ ٱلصَّلَوٰةَ وَأۡمُرۡ بِٱلۡمَعۡرُوفِ وَٱنۡهَ عَنِ ٱلۡمُنكَرِ وَٱصۡبِرۡ عَلَىٰ مَآ أَصَابَكَۖ إِنَّ ذَٰلِكَ مِنۡ عَزۡمِ ٱلۡأُمُورِ ﴾
[لُقمَان: 17]

“Iwe mwanakomana wangu! Ita Swalaah (Namata), uye wokurudzira vamwe kuita mabasa akanaka, uye wodzivisa (vanhu) kuita zvisakarurama, zvekare wotsungirira pane zvose zvichakuwana. Zvirokwazvo, iyi ndeimwe yemitemo yakakosha (yakakomekedzwa naAllah).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يابني أقم الصلاة وأمر بالمعروف وانه عن المنكر واصبر على ما أصابك, باللغة الشونا

﴿يابني أقم الصلاة وأمر بالمعروف وانه عن المنكر واصبر على ما أصابك﴾ [لُقمَان: 17]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek