×

Uye kubva muvanhu pane uyo anozvitsvagira mitauro isina kana nematuro (Kuimba, nziyo, 31:6 Shona translation

Quran infoShonaSurah Luqman ⮕ (31:6) ayat 6 in Shona

31:6 Surah Luqman ayat 6 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Luqman ayat 6 - لُقمَان - Page - Juz 21

﴿وَمِنَ ٱلنَّاسِ مَن يَشۡتَرِي لَهۡوَ ٱلۡحَدِيثِ لِيُضِلَّ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ بِغَيۡرِ عِلۡمٖ وَيَتَّخِذَهَا هُزُوًاۚ أُوْلَٰٓئِكَ لَهُمۡ عَذَابٞ مُّهِينٞ ﴾
[لُقمَان: 6]

Uye kubva muvanhu pane uyo anozvitsvagira mitauro isina kana nematuro (Kuimba, nziyo, nezvimwe zvakadaro) kuti atsaudzire vanhu kubva munzira yaAllah asina kana neruzivo, uye anotsvinyira (nzira yaAllah kana ndima dzemuQur’aan). Avo kwavari kuchave nemutongo unonyadzisa (mugomba remoto)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ومن الناس من يشتري لهو الحديث ليضل عن سبيل الله بغير علم, باللغة الشونا

﴿ومن الناس من يشتري لهو الحديث ليضل عن سبيل الله بغير علم﴾ [لُقمَان: 6]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek