×

Uye apo vatendi vakaona maAhzaab (Zvikwata), vakati: “Izvi ndizvo zvatakavimbiswa naAllah pamwe 33:22 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ahzab ⮕ (33:22) ayat 22 in Shona

33:22 Surah Al-Ahzab ayat 22 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ahzab ayat 22 - الأحزَاب - Page - Juz 21

﴿وَلَمَّا رَءَا ٱلۡمُؤۡمِنُونَ ٱلۡأَحۡزَابَ قَالُواْ هَٰذَا مَا وَعَدَنَا ٱللَّهُ وَرَسُولُهُۥ وَصَدَقَ ٱللَّهُ وَرَسُولُهُۥۚ وَمَا زَادَهُمۡ إِلَّآ إِيمَٰنٗا وَتَسۡلِيمٗا ﴾
[الأحزَاب: 22]

Uye apo vatendi vakaona maAhzaab (Zvikwata), vakati: “Izvi ndizvo zvatakavimbiswa naAllah pamwe nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)). Uye Allah nemutumwa wavo vakataura chokwadi.” Uye hazvina kuvawedzera kusara kwekutenda nekuzvipira kwavo (kuna Allah)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولما رأى المؤمنون الأحزاب قالوا هذا ما وعدنا الله ورسوله وصدق الله, باللغة الشونا

﴿ولما رأى المؤمنون الأحزاب قالوا هذا ما وعدنا الله ورسوله وصدق الله﴾ [الأحزَاب: 22]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek