×

Havaoni zviri mberi nemumashure mavo, zvedenga nepasi? Kana tikada, tinonyudza pasi navo, 34:9 Shona translation

Quran infoShonaSurah Saba’ ⮕ (34:9) ayat 9 in Shona

34:9 Surah Saba’ ayat 9 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Saba’ ayat 9 - سَبإ - Page - Juz 22

﴿أَفَلَمۡ يَرَوۡاْ إِلَىٰ مَا بَيۡنَ أَيۡدِيهِمۡ وَمَا خَلۡفَهُم مِّنَ ٱلسَّمَآءِ وَٱلۡأَرۡضِۚ إِن نَّشَأۡ نَخۡسِفۡ بِهِمُ ٱلۡأَرۡضَ أَوۡ نُسۡقِطۡ عَلَيۡهِمۡ كِسَفٗا مِّنَ ٱلسَّمَآءِۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَةٗ لِّكُلِّ عَبۡدٖ مُّنِيبٖ ﴾
[سَبإ: 9]

Havaoni zviri mberi nemumashure mavo, zvedenga nepasi? Kana tikada, tinonyudza pasi navo, kana kuita kuti zvimedu zvedenga zvivadonhere. Zvirokwazvo, mune izvozvo mune chiratidzo kune wese muranda anotendeukira kuna Allah (achikumbira rugerero)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أفلم يروا إلى ما بين أيديهم وما خلفهم من السماء والأرض إن, باللغة الشونا

﴿أفلم يروا إلى ما بين أيديهم وما خلفهم من السماء والأرض إن﴾ [سَبإ: 9]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek