×

Pavakapinda maiva naDawood (Davhidha), akavatya. Vakati: “Usatye! (Tiri) vaviri vari kupomerana mhosva, 38:22 Shona translation

Quran infoShonaSurah sad ⮕ (38:22) ayat 22 in Shona

38:22 Surah sad ayat 22 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah sad ayat 22 - صٓ - Page - Juz 23

﴿إِذۡ دَخَلُواْ عَلَىٰ دَاوُۥدَ فَفَزِعَ مِنۡهُمۡۖ قَالُواْ لَا تَخَفۡۖ خَصۡمَانِ بَغَىٰ بَعۡضُنَا عَلَىٰ بَعۡضٖ فَٱحۡكُم بَيۡنَنَا بِٱلۡحَقِّ وَلَا تُشۡطِطۡ وَٱهۡدِنَآ إِلَىٰ سَوَآءِ ٱلصِّرَٰطِ ﴾
[صٓ: 22]

Pavakapinda maiva naDawood (Davhidha), akavatya. Vakati: “Usatye! (Tiri) vaviri vari kupomerana mhosva, umwe wedu akanganisira umwe. Naizvozvo titonge nechokwadi, uye zvakare usave unorega kuenzanisa, uye titungamirire kunzira yakatwasuka.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إذ دخلوا على داود ففزع منهم قالوا لا تخف خصمان بغى بعضنا, باللغة الشونا

﴿إذ دخلوا على داود ففزع منهم قالوا لا تخف خصمان بغى بعضنا﴾ [صٓ: 22]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek