×

Tingabate avo vanotenda (muna Allah) uye vanoita mabasa akanaka semabatiro atinoita maMufsidoon 38:28 Shona translation

Quran infoShonaSurah sad ⮕ (38:28) ayat 28 in Shona

38:28 Surah sad ayat 28 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah sad ayat 28 - صٓ - Page - Juz 23

﴿أَمۡ نَجۡعَلُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ كَٱلۡمُفۡسِدِينَ فِي ٱلۡأَرۡضِ أَمۡ نَجۡعَلُ ٱلۡمُتَّقِينَ كَٱلۡفُجَّارِ ﴾
[صٓ: 28]

Tingabate avo vanotenda (muna Allah) uye vanoita mabasa akanaka semabatiro atinoita maMufsidoon (avo vanosanganisa Allah nezvimwe zvinhu mukunamata uye vachiita zvitadzo) panyika? Kana kuti tingabate maMuttaqoon (avo vanhu vanotya Allah) semaFujjaar (vanhu vasingatendi uye vanoita mabasa akaipa)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أم نجعل الذين آمنوا وعملوا الصالحات كالمفسدين في الأرض أم نجعل المتقين, باللغة الشونا

﴿أم نجعل الذين آمنوا وعملوا الصالحات كالمفسدين في الأرض أم نجعل المتقين﴾ [صٓ: 28]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek