×

Uye avo vaikanganisa, dai vaine zvese zviri panyika nezvimwe zvakadaro, zvirokwazvo vaizozvipa 39:47 Shona translation

Quran infoShonaSurah Az-Zumar ⮕ (39:47) ayat 47 in Shona

39:47 Surah Az-Zumar ayat 47 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Az-Zumar ayat 47 - الزُّمَر - Page - Juz 24

﴿وَلَوۡ أَنَّ لِلَّذِينَ ظَلَمُواْ مَا فِي ٱلۡأَرۡضِ جَمِيعٗا وَمِثۡلَهُۥ مَعَهُۥ لَٱفۡتَدَوۡاْ بِهِۦ مِن سُوٓءِ ٱلۡعَذَابِ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۚ وَبَدَا لَهُم مِّنَ ٱللَّهِ مَا لَمۡ يَكُونُواْ يَحۡتَسِبُونَ ﴾
[الزُّمَر: 47]

Uye avo vaikanganisa, dai vaine zvese zviri panyika nezvimwe zvakadaro, zvirokwazvo vaizozvipa kuzvidzivirira nazvo kubva mumarwadzo ezuva rekutongwa. Uye zvichava pachena kwavari kubva kuna Allah izvo zvavainge vasina hanya nazvo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولو أن للذين ظلموا ما في الأرض جميعا ومثله معه لافتدوا به, باللغة الشونا

﴿ولو أن للذين ظلموا ما في الأرض جميعا ومثله معه لافتدوا به﴾ [الزُّمَر: 47]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek