×

Uye pamunenge muri parwendo (maMuslim) munyika, hamuna chitadzo mukave munodimbura Swalaah (Munamato) 4:101 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:101) ayat 101 in Shona

4:101 Surah An-Nisa’ ayat 101 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 101 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿وَإِذَا ضَرَبۡتُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَلَيۡسَ عَلَيۡكُمۡ جُنَاحٌ أَن تَقۡصُرُواْ مِنَ ٱلصَّلَوٰةِ إِنۡ خِفۡتُمۡ أَن يَفۡتِنَكُمُ ٱلَّذِينَ كَفَرُوٓاْۚ إِنَّ ٱلۡكَٰفِرِينَ كَانُواْ لَكُمۡ عَدُوّٗا مُّبِينٗا ﴾
[النِّسَاء: 101]

Uye pamunenge muri parwendo (maMuslim) munyika, hamuna chitadzo mukave munodimbura Swalaah (Munamato) kana muchitya kuti vanhu vasingatendi vangangokuisai pamiedzo (kukurwisai kana kukuitai zvimwe zvakaipa). Zvirokwazvo, vanhu vasingatendi imhandu dzenyu dziri pachena

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا ضربتم في الأرض فليس عليكم جناح أن تقصروا من الصلاة إن, باللغة الشونا

﴿وإذا ضربتم في الأرض فليس عليكم جناح أن تقصروا من الصلاة إن﴾ [النِّسَاء: 101]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek