×

Zvirokwazvo, Allah havaregerere kusanganiswa nezvimwe zvinhu mukuvanamata, asi vanoregerera zvimwe zvose kune 4:48 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:48) ayat 48 in Shona

4:48 Surah An-Nisa’ ayat 48 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 48 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿إِنَّ ٱللَّهَ لَا يَغۡفِرُ أَن يُشۡرَكَ بِهِۦ وَيَغۡفِرُ مَا دُونَ ذَٰلِكَ لِمَن يَشَآءُۚ وَمَن يُشۡرِكۡ بِٱللَّهِ فَقَدِ ٱفۡتَرَىٰٓ إِثۡمًا عَظِيمًا ﴾
[النِّسَاء: 48]

Zvirokwazvo, Allah havaregerere kusanganiswa nezvimwe zvinhu mukuvanamata, asi vanoregerera zvimwe zvose kune uyo wavanoda; uye uyo achasanganisa Allah nezvimwe zvinhu (mukuvanamata), zvirokwazvo anenge avamba chitadzo chikuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الله لا يغفر أن يشرك به ويغفر ما دون ذلك لمن, باللغة الشونا

﴿إن الله لا يغفر أن يشرك به ويغفر ما دون ذلك لمن﴾ [النِّسَاء: 48]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek