×

Uchaona (pazuva rekutongwa) vatadzi vachitya zvavakawana, uye marwadzo achava anovawira. Uye avo 42:22 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ash-Shura ⮕ (42:22) ayat 22 in Shona

42:22 Surah Ash-Shura ayat 22 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ash-Shura ayat 22 - الشُّوري - Page - Juz 25

﴿تَرَى ٱلظَّٰلِمِينَ مُشۡفِقِينَ مِمَّا كَسَبُواْ وَهُوَ وَاقِعُۢ بِهِمۡۗ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ فِي رَوۡضَاتِ ٱلۡجَنَّاتِۖ لَهُم مَّا يَشَآءُونَ عِندَ رَبِّهِمۡۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡفَضۡلُ ٱلۡكَبِيرُ ﴾
[الشُّوري: 22]

Uchaona (pazuva rekutongwa) vatadzi vachitya zvavakawana, uye marwadzo achava anovawira. Uye avo vanotenda (muIslaam) nekuita mabasa akanaka, vachange vari mumapindu emuParadhiso. Vachange vaine zvose zvavanoshuvira kuna Tenzi vavo. Iwawo ndiwo makomborero makuru (Paradhiso)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ترى الظالمين مشفقين مما كسبوا وهو واقع بهم والذين آمنوا وعملوا الصالحات, باللغة الشونا

﴿ترى الظالمين مشفقين مما كسبوا وهو واقع بهم والذين آمنوا وعملوا الصالحات﴾ [الشُّوري: 22]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek