×

Kana kuti vane vabatsiri vakavagadzirira chitendero chisina mvumo kubva kuna Allah? Uye 42:21 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ash-Shura ⮕ (42:21) ayat 21 in Shona

42:21 Surah Ash-Shura ayat 21 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ash-Shura ayat 21 - الشُّوري - Page - Juz 25

﴿أَمۡ لَهُمۡ شُرَكَٰٓؤُاْ شَرَعُواْ لَهُم مِّنَ ٱلدِّينِ مَا لَمۡ يَأۡذَنۢ بِهِ ٱللَّهُۚ وَلَوۡلَا كَلِمَةُ ٱلۡفَصۡلِ لَقُضِيَ بَيۡنَهُمۡۗ وَإِنَّ ٱلظَّٰلِمِينَ لَهُمۡ عَذَابٌ أَلِيمٞ ﴾
[الشُّوري: 21]

Kana kuti vane vabatsiri vakavagadzirira chitendero chisina mvumo kubva kuna Allah? Uye dai rakanga risiri shoko rechokwadi (rakataurwa kare naAllah), iyi nyaya ingadai yakatongwa pakati pavo. Uye zvirokwazvo vatadzi vachange vaine mutongo unorwadza

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أم لهم شركاء شرعوا لهم من الدين ما لم يأذن به الله, باللغة الشونا

﴿أم لهم شركاء شرعوا لهم من الدين ما لم يأذن به الله﴾ [الشُّوري: 21]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek