×

Uye kuti vagoranga vanyengedzi vechirume nevanyengedzi vechikadzi, uye maMushrikoon (vanonamata zvimwe zvinhu 48:6 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Fath ⮕ (48:6) ayat 6 in Shona

48:6 Surah Al-Fath ayat 6 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Fath ayat 6 - الفَتح - Page - Juz 26

﴿وَيُعَذِّبَ ٱلۡمُنَٰفِقِينَ وَٱلۡمُنَٰفِقَٰتِ وَٱلۡمُشۡرِكِينَ وَٱلۡمُشۡرِكَٰتِ ٱلظَّآنِّينَ بِٱللَّهِ ظَنَّ ٱلسَّوۡءِۚ عَلَيۡهِمۡ دَآئِرَةُ ٱلسَّوۡءِۖ وَغَضِبَ ٱللَّهُ عَلَيۡهِمۡ وَلَعَنَهُمۡ وَأَعَدَّ لَهُمۡ جَهَنَّمَۖ وَسَآءَتۡ مَصِيرٗا ﴾
[الفَتح: 6]

Uye kuti vagoranga vanyengedzi vechirume nevanyengedzi vechikadzi, uye maMushrikoon (vanonamata zvimwe zvinhu kunze kwaAllah kana kuti vachimusanganisa nezvimwe zvinhu) varume nevakadzi; avo vanofunga zvakaipa pamusoro paAllah. Kwavari kuchave nekurangwa kunonyadzisa. Uye Allah vakavatsamwira, uye kuvarengera, uye kuvagadzirira Gehena. Ndiyo mhedzisiro yakashata

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ويعذب المنافقين والمنافقات والمشركين والمشركات الظانين بالله ظن السوء عليهم دائرة السوء, باللغة الشونا

﴿ويعذب المنافقين والمنافقات والمشركين والمشركات الظانين بالله ظن السوء عليهم دائرة السوء﴾ [الفَتح: 6]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek