×

Zvirokwazo avo vasingatendi, kudai vainge vane zvose zviri panyika, uye nezvakawanda zvakafanana 5:36 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ma’idah ⮕ (5:36) ayat 36 in Shona

5:36 Surah Al-Ma’idah ayat 36 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ma’idah ayat 36 - المَائدة - Page - Juz 6

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لَوۡ أَنَّ لَهُم مَّا فِي ٱلۡأَرۡضِ جَمِيعٗا وَمِثۡلَهُۥ مَعَهُۥ لِيَفۡتَدُواْ بِهِۦ مِنۡ عَذَابِ يَوۡمِ ٱلۡقِيَٰمَةِ مَا تُقُبِّلَ مِنۡهُمۡۖ وَلَهُمۡ عَذَابٌ أَلِيمٞ ﴾
[المَائدة: 36]

Zvirokwazo avo vasingatendi, kudai vainge vane zvose zviri panyika, uye nezvakawanda zvakafanana nazvo kuti vave vanozvinunura nazvo kubva kumarwadzo ezuva rekutongwa, hazvifi zvakagamuchirwa kubva kwavari, uye kwavari kuchave nemurango unorwadza

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين كفروا لو أن لهم ما في الأرض جميعا ومثله معه, باللغة الشونا

﴿إن الذين كفروا لو أن لهم ما في الأرض جميعا ومثله معه﴾ [المَائدة: 36]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek