×

Imi vanotenda! Kana zvikanzi kwamuri gadzirai nzvimbo pamisangano, gadzirai. Allah vachakugadzirirai nzvimbo 58:11 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Mujadilah ⮕ (58:11) ayat 11 in Shona

58:11 Surah Al-Mujadilah ayat 11 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Mujadilah ayat 11 - المُجَادلة - Page - Juz 28

﴿يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ إِذَا قِيلَ لَكُمۡ تَفَسَّحُواْ فِي ٱلۡمَجَٰلِسِ فَٱفۡسَحُواْ يَفۡسَحِ ٱللَّهُ لَكُمۡۖ وَإِذَا قِيلَ ٱنشُزُواْ فَٱنشُزُواْ يَرۡفَعِ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مِنكُمۡ وَٱلَّذِينَ أُوتُواْ ٱلۡعِلۡمَ دَرَجَٰتٖۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ خَبِيرٞ ﴾
[المُجَادلة: 11]

Imi vanotenda! Kana zvikanzi kwamuri gadzirai nzvimbo pamisangano, gadzirai. Allah vachakugadzirirai nzvimbo (netsitsi dzavo). Uye kana zvikanzi simukai (kunonamata kana kunoita mamwe mabasa akanaka), simukai. Allah vachakwiridzira avo vanotenda pane chimwe chinzvimbo, pamwe neavo vakapiwa ruzivo. Uye Allah vanoziva zvamunoita

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ياأيها الذين آمنوا إذا قيل لكم تفسحوا في المجالس فافسحوا يفسح الله, باللغة الشونا

﴿ياأيها الذين آمنوا إذا قيل لكم تفسحوا في المجالس فافسحوا يفسح الله﴾ [المُجَادلة: 11]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek