×

Uye saizvozvo, shamwari dzavo (zvisikwa zvavanonamata) dzinovanatsurudzira vazhinji vemaMushrikoon (avo vanosanganisa Allah 6:137 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:137) ayat 137 in Shona

6:137 Surah Al-An‘am ayat 137 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 137 - الأنعَام - Page - Juz 8

﴿وَكَذَٰلِكَ زَيَّنَ لِكَثِيرٖ مِّنَ ٱلۡمُشۡرِكِينَ قَتۡلَ أَوۡلَٰدِهِمۡ شُرَكَآؤُهُمۡ لِيُرۡدُوهُمۡ وَلِيَلۡبِسُواْ عَلَيۡهِمۡ دِينَهُمۡۖ وَلَوۡ شَآءَ ٱللَّهُ مَا فَعَلُوهُۖ فَذَرۡهُمۡ وَمَا يَفۡتَرُونَ ﴾
[الأنعَام: 137]

Uye saizvozvo, shamwari dzavo (zvisikwa zvavanonamata) dzinovanatsurudzira vazhinji vemaMushrikoon (avo vanosanganisa Allah nezvimwe zvisikwa mukunamata) kuuraya vana vavo, dzichivaita kuti vave vanozviparadza pachavo uye kuvadzungaidza muchitendero chavo. Uye dai Allah vaida, havaikwanisa kuzviita. Naizvozvo, vasiyei vakadaro nemanyepo avo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وكذلك زين لكثير من المشركين قتل أولادهم شركاؤهم ليردوهم وليلبسوا عليهم دينهم, باللغة الشونا

﴿وكذلك زين لكثير من المشركين قتل أولادهم شركاؤهم ليردوهم وليلبسوا عليهم دينهم﴾ [الأنعَام: 137]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek