×

Uye ndivo (Allah) vakakuitai vatevedzeri panyika (vamwe vachitsiva vamwe), uye vakakwidziridza vamwe 6:165 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:165) ayat 165 in Shona

6:165 Surah Al-An‘am ayat 165 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 165 - الأنعَام - Page - Juz 8

﴿وَهُوَ ٱلَّذِي جَعَلَكُمۡ خَلَٰٓئِفَ ٱلۡأَرۡضِ وَرَفَعَ بَعۡضَكُمۡ فَوۡقَ بَعۡضٖ دَرَجَٰتٖ لِّيَبۡلُوَكُمۡ فِي مَآ ءَاتَىٰكُمۡۗ إِنَّ رَبَّكَ سَرِيعُ ٱلۡعِقَابِ وَإِنَّهُۥ لَغَفُورٞ رَّحِيمُۢ ﴾
[الأنعَام: 165]

Uye ndivo (Allah) vakakuitai vatevedzeri panyika (vamwe vachitsiva vamwe), uye vakakwidziridza vamwe venyu pazvidanho, vamwe pamusoro pevamwe, kuti vave vanokuedzai pane izvo zvavakakupai. Zvirokwazvo, Tenzi vako vanoranga nekuchimbidza, uye zvirokwazvo ndivo vanoregerera zvikuru, vane tsitsi zhinji

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وهو الذي جعلكم خلائف الأرض ورفع بعضكم فوق بعض درجات ليبلوكم في, باللغة الشونا

﴿وهو الذي جعلكم خلائف الأرض ورفع بعضكم فوق بعض درجات ليبلوكم في﴾ [الأنعَام: 165]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek