×

Zvirokwazvo, vatumwa (vakawanda) vakarambwa mushure mako (Muhammad (SAW)), asi nekutsungirira vakagamuchira kurambwa, 6:34 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:34) ayat 34 in Shona

6:34 Surah Al-An‘am ayat 34 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 34 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿وَلَقَدۡ كُذِّبَتۡ رُسُلٞ مِّن قَبۡلِكَ فَصَبَرُواْ عَلَىٰ مَا كُذِّبُواْ وَأُوذُواْ حَتَّىٰٓ أَتَىٰهُمۡ نَصۡرُنَاۚ وَلَا مُبَدِّلَ لِكَلِمَٰتِ ٱللَّهِۚ وَلَقَدۡ جَآءَكَ مِن نَّبَإِيْ ٱلۡمُرۡسَلِينَ ﴾
[الأنعَام: 34]

Zvirokwazvo, vatumwa (vakawanda) vakarambwa mushure mako (Muhammad (SAW)), asi nekutsungirira vakagamuchira kurambwa, uye vakave vanokuvadzwa kusvika rubatsiro rwedu rwakavasvikira, uye hapana anopfuudza mashoko aAllah. Uye zvirokwazvo nyaya dzevatumwa (mushure mako) dzauya kwauri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولقد كذبت رسل من قبلك فصبروا على ما كذبوا وأوذوا حتى أتاهم, باللغة الشونا

﴿ولقد كذبت رسل من قبلك فصبروا على ما كذبوا وأوذوا حتى أتاهم﴾ [الأنعَام: 34]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek