×

Uye ukaona (Muhammad (SAW)) avo vanotaura zvekunyeperana pamusoro pezviratidzo zvedu (zvemu Qur’aan) 6:68 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:68) ayat 68 in Shona

6:68 Surah Al-An‘am ayat 68 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 68 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿وَإِذَا رَأَيۡتَ ٱلَّذِينَ يَخُوضُونَ فِيٓ ءَايَٰتِنَا فَأَعۡرِضۡ عَنۡهُمۡ حَتَّىٰ يَخُوضُواْ فِي حَدِيثٍ غَيۡرِهِۦۚ وَإِمَّا يُنسِيَنَّكَ ٱلشَّيۡطَٰنُ فَلَا تَقۡعُدۡ بَعۡدَ ٱلذِّكۡرَىٰ مَعَ ٱلۡقَوۡمِ ٱلظَّٰلِمِينَ ﴾
[الأنعَام: 68]

Uye ukaona (Muhammad (SAW)) avo vanotaura zvekunyeperana pamusoro pezviratidzo zvedu (zvemu Qur’aan) vachizvitsvinyira, ibva padyo navo kusvikira vasandura nyaya. Asi kana satani akaita kuti ukanganwe, saka mushure mekurangarira usave unogara neavo vanhu vanoita mabasa akaipa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا رأيت الذين يخوضون في آياتنا فأعرض عنهم حتى يخوضوا في حديث, باللغة الشونا

﴿وإذا رأيت الذين يخوضون في آياتنا فأعرض عنهم حتى يخوضوا في حديث﴾ [الأنعَام: 68]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek