×

Vakati: “Isu (vana veIzirairi) takawirwa (takasangana) nematambudziko usati wauya kwatiri, uye kubva 7:129 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:129) ayat 129 in Shona

7:129 Surah Al-A‘raf ayat 129 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 129 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿قَالُوٓاْ أُوذِينَا مِن قَبۡلِ أَن تَأۡتِيَنَا وَمِنۢ بَعۡدِ مَا جِئۡتَنَاۚ قَالَ عَسَىٰ رَبُّكُمۡ أَن يُهۡلِكَ عَدُوَّكُمۡ وَيَسۡتَخۡلِفَكُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَيَنظُرَ كَيۡفَ تَعۡمَلُونَ ﴾
[الأعرَاف: 129]

Vakati: “Isu (vana veIzirairi) takawirwa (takasangana) nematambudziko usati wauya kwatiri, uye kubva pawakauya kwatiri.” Akati: “Zvimwe Tenzi venyu vangangoparadza vavengi venyu, uye vokuitai vagari venhaka panyika, kuti vaone kuti munoshanda sei.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قالوا أوذينا من قبل أن تأتينا ومن بعد ما جئتنا قال عسى, باللغة الشونا

﴿قالوا أوذينا من قبل أن تأتينا ومن بعد ما جئتنا قال عسى﴾ [الأعرَاف: 129]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek