×

“Uye motinyorerawo zvakanaka pano panyika, uye nemuhupenyu hwunotevera. Zvirokwazvo, tave tinotarisa kwamuri.” 7:156 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:156) ayat 156 in Shona

7:156 Surah Al-A‘raf ayat 156 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 156 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿۞ وَٱكۡتُبۡ لَنَا فِي هَٰذِهِ ٱلدُّنۡيَا حَسَنَةٗ وَفِي ٱلۡأٓخِرَةِ إِنَّا هُدۡنَآ إِلَيۡكَۚ قَالَ عَذَابِيٓ أُصِيبُ بِهِۦ مَنۡ أَشَآءُۖ وَرَحۡمَتِي وَسِعَتۡ كُلَّ شَيۡءٖۚ فَسَأَكۡتُبُهَا لِلَّذِينَ يَتَّقُونَ وَيُؤۡتُونَ ٱلزَّكَوٰةَ وَٱلَّذِينَ هُم بِـَٔايَٰتِنَا يُؤۡمِنُونَ ﴾
[الأعرَاف: 156]

“Uye motinyorerawo zvakanaka pano panyika, uye nemuhupenyu hwunotevera. Zvirokwazvo, tave tinotarisa kwamuri.” Vakati (Allah): “Mutongo wangu ndichauunza kune uyo wandinoda uye tsitsi dzangu dzinobvumbatira zvinhu zvose. Ndichava ndinodzinyorera (nyasha) kune avo vanotya (Allah), uye vachipa Zakaah (Zvipo kuvarombo); uye avo vanotenda muzviratidzo zvedu;”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: واكتب لنا في هذه الدنيا حسنة وفي الآخرة إنا هدنا إليك قال, باللغة الشونا

﴿واكتب لنا في هذه الدنيا حسنة وفي الآخرة إنا هدنا إليك قال﴾ [الأعرَاف: 156]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek