×

Uye (rangarirai) patakavasimudzira gomo sekunge raive gore dema pamusoro pavo sekunge chipfugidzo, 7:171 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:171) ayat 171 in Shona

7:171 Surah Al-A‘raf ayat 171 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 171 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿۞ وَإِذۡ نَتَقۡنَا ٱلۡجَبَلَ فَوۡقَهُمۡ كَأَنَّهُۥ ظُلَّةٞ وَظَنُّوٓاْ أَنَّهُۥ وَاقِعُۢ بِهِمۡ خُذُواْ مَآ ءَاتَيۡنَٰكُم بِقُوَّةٖ وَٱذۡكُرُواْ مَا فِيهِ لَعَلَّكُمۡ تَتَّقُونَ ﴾
[الأعرَاف: 171]

Uye (rangarirai) patakavasimudzira gomo sekunge raive gore dema pamusoro pavo sekunge chipfugidzo, uye vakafungidzira kuti pamwe rinovawira. (Takati): “Batisisai pane izvo zvatakupai (Torah), uye morangarira zviri mariri, kuti muve munotya Allah nekuvateerera.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ نتقنا الجبل فوقهم كأنه ظلة وظنوا أنه واقع بهم خذوا ما, باللغة الشونا

﴿وإذ نتقنا الجبل فوقهم كأنه ظلة وظنوا أنه واقع بهم خذوا ما﴾ [الأعرَاف: 171]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek