×

Zvirokwazvo, kunonotsa (mwedzi unoera) kupamhidzira mukusatenda; mukudaro vasigatendi vanotungamirwa mukurasika, nokuti vanoubvumidza 9:37 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:37) ayat 37 in Shona

9:37 Surah At-Taubah ayat 37 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 37 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿إِنَّمَا ٱلنَّسِيٓءُ زِيَادَةٞ فِي ٱلۡكُفۡرِۖ يُضَلُّ بِهِ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ يُحِلُّونَهُۥ عَامٗا وَيُحَرِّمُونَهُۥ عَامٗا لِّيُوَاطِـُٔواْ عِدَّةَ مَا حَرَّمَ ٱللَّهُ فَيُحِلُّواْ مَا حَرَّمَ ٱللَّهُۚ زُيِّنَ لَهُمۡ سُوٓءُ أَعۡمَٰلِهِمۡۗ وَٱللَّهُ لَا يَهۡدِي ٱلۡقَوۡمَ ٱلۡكَٰفِرِينَ ﴾
[التوبَة: 37]

Zvirokwazvo, kunonotsa (mwedzi unoera) kupamhidzira mukusatenda; mukudaro vasigatendi vanotungamirwa mukurasika, nokuti vanoubvumidza rimwe gore vobva vourambidza rimwe gore kuitira kuti vawedzere mwedzi yakarambidzwa naAllah, uye vobvumidza izvo zvakarambidzwa naAllah. Kushata kwezviito zvavo kunoitwa sokunge kwakanaka kwavari. Uye Allah havatungamiriri vanhu vasingatendi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنما النسيء زيادة في الكفر يضل به الذين كفروا يحلونه عاما ويحرمونه, باللغة الشونا

﴿إنما النسيء زيادة في الكفر يضل به الذين كفروا يحلونه عاما ويحرمونه﴾ [التوبَة: 37]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek