×

Fambai (munzira yaAllah), mungave musingaremi (mune hutano, vechidiki, uye vapfumi) kana muchirema 9:41 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:41) ayat 41 in Shona

9:41 Surah At-Taubah ayat 41 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 41 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿ٱنفِرُواْ خِفَافٗا وَثِقَالٗا وَجَٰهِدُواْ بِأَمۡوَٰلِكُمۡ وَأَنفُسِكُمۡ فِي سَبِيلِ ٱللَّهِۚ ذَٰلِكُمۡ خَيۡرٞ لَّكُمۡ إِن كُنتُمۡ تَعۡلَمُونَ ﴾
[التوبَة: 41]

Fambai (munzira yaAllah), mungave musingaremi (mune hutano, vechidiki, uye vapfumi) kana muchirema (kuchembera kana kutambura), uye shingirirai zvakasimba neupfumi hwenyu neupenyu hwenyu munzira yaAllah. Izvi zvakanaka kwamuri kana muchiziva

❮ Previous Next ❯

ترجمة: انفروا خفافا وثقالا وجاهدوا بأموالكم وأنفسكم في سبيل الله ذلكم خير لكم, باللغة الشونا

﴿انفروا خفافا وثقالا وجاهدوا بأموالكم وأنفسكم في سبيل الله ذلكم خير لكم﴾ [التوبَة: 41]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek