×

Asi mutumwa (Muhammad (SAW)) uye neavo vanotenda pamwechete naye (muchitendero cheIslaam) vakashinga 9:88 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:88) ayat 88 in Shona

9:88 Surah At-Taubah ayat 88 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 88 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿لَٰكِنِ ٱلرَّسُولُ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مَعَهُۥ جَٰهَدُواْ بِأَمۡوَٰلِهِمۡ وَأَنفُسِهِمۡۚ وَأُوْلَٰٓئِكَ لَهُمُ ٱلۡخَيۡرَٰتُۖ وَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡمُفۡلِحُونَ ﴾
[التوبَة: 88]

Asi mutumwa (Muhammad (SAW)) uye neavo vanotenda pamwechete naye (muchitendero cheIslaam) vakashinga zvakasimba uye vakarwa nehupfumi hwavo nehupenyu hwavo (munzira yaAllah). Vanhu vakadaro ndivo vachawana zvakanaka, uye ndivo vanhu vachange vakabudirira

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لكن الرسول والذين آمنوا معه جاهدوا بأموالهم وأنفسهم وأولئك لهم الخيرات وأولئك, باللغة الشونا

﴿لكن الرسول والذين آمنوا معه جاهدوا بأموالهم وأنفسهم وأولئك لهم الخيرات وأولئك﴾ [التوبَة: 88]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek