×

Iti: “Aripo here mumwechete pakati pevabatsiri venyu (vamunosanganisa naAllah) anokutungamirirai kuchokwadi?” Iti: 10:35 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yunus ⮕ (10:35) ayat 35 in Shona

10:35 Surah Yunus ayat 35 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yunus ayat 35 - يُونس - Page - Juz 11

﴿قُلۡ هَلۡ مِن شُرَكَآئِكُم مَّن يَهۡدِيٓ إِلَى ٱلۡحَقِّۚ قُلِ ٱللَّهُ يَهۡدِي لِلۡحَقِّۗ أَفَمَن يَهۡدِيٓ إِلَى ٱلۡحَقِّ أَحَقُّ أَن يُتَّبَعَ أَمَّن لَّا يَهِدِّيٓ إِلَّآ أَن يُهۡدَىٰۖ فَمَا لَكُمۡ كَيۡفَ تَحۡكُمُونَ ﴾
[يُونس: 35]

Iti: “Aripo here mumwechete pakati pevabatsiri venyu (vamunosanganisa naAllah) anokutungamirirai kuchokwadi?” Iti: “Allah ndivo vega vanotungamirira kuchokwadi. Saka uyo anotungamirira kuchokwadi haana kodzero yakanyanya kuti ave anotevedzerwa, kana uyo asina kuwana gwara (pachake) kunze kwekuti atungamirirwa? Saka chii chiri kunetsa kwamuri? Munotonga sei?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل هل من شركائكم من يهدي إلى الحق قل الله يهدي للحق, باللغة الشونا

﴿قل هل من شركائكم من يهدي إلى الحق قل الله يهدي للحق﴾ [يُونس: 35]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek