×

Saka pamwe iwe (Muhammad (SAW)) unosiya chidimbu chezvawakazarurirwa, uye chipfuva chako chinomanikana 11:12 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:12) ayat 12 in Shona

11:12 Surah Hud ayat 12 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 12 - هُود - Page - Juz 12

﴿فَلَعَلَّكَ تَارِكُۢ بَعۡضَ مَا يُوحَىٰٓ إِلَيۡكَ وَضَآئِقُۢ بِهِۦ صَدۡرُكَ أَن يَقُولُواْ لَوۡلَآ أُنزِلَ عَلَيۡهِ كَنزٌ أَوۡ جَآءَ مَعَهُۥ مَلَكٌۚ إِنَّمَآ أَنتَ نَذِيرٞۚ وَٱللَّهُ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ وَكِيلٌ ﴾
[هُود: 12]

Saka pamwe iwe (Muhammad (SAW)) unosiya chidimbu chezvawakazarurirwa, uye chipfuva chako chinomanikana nazvo nokuda kwekuti vanoti: “Nei hupfumi husina kutumirwa kwaari, kana ngirozi kuuya naye?” Asi uri muyambiri chete. Uye Allah ndiWakil (Mumiriri kana Muchengetedzi) wezvinhu zvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فلعلك تارك بعض ما يوحى إليك وضائق به صدرك أن يقولوا لولا, باللغة الشونا

﴿فلعلك تارك بعض ما يوحى إليك وضائق به صدرك أن يقولوا لولا﴾ [هُود: 12]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek