×

(Zvakava sokudaro) kusvika apo murairo wedu wakauya, uye hovhoni yakapfachuka (mvura ichibva 11:40 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:40) ayat 40 in Shona

11:40 Surah Hud ayat 40 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 40 - هُود - Page - Juz 12

﴿حَتَّىٰٓ إِذَا جَآءَ أَمۡرُنَا وَفَارَ ٱلتَّنُّورُ قُلۡنَا ٱحۡمِلۡ فِيهَا مِن كُلّٖ زَوۡجَيۡنِ ٱثۡنَيۡنِ وَأَهۡلَكَ إِلَّا مَن سَبَقَ عَلَيۡهِ ٱلۡقَوۡلُ وَمَنۡ ءَامَنَۚ وَمَآ ءَامَنَ مَعَهُۥٓ إِلَّا قَلِيلٞ ﴾
[هُود: 40]

(Zvakava sokudaro) kusvika apo murairo wedu wakauya, uye hovhoni yakapfachuka (mvura ichibva pasi nesimba). Tikati: “Pinza mairi (ngarava) parudzi rwega rwega zviviri (hadzi nerume), uye nemhuri yako, kusara kweuyo shoko rakapfuura paari (kuti achaparadzwa), neavo vanotenda.” Uye hapana akatenda kwaari kunze kwevashoma

❮ Previous Next ❯

ترجمة: حتى إذا جاء أمرنا وفار التنور قلنا احمل فيها من كل زوجين, باللغة الشونا

﴿حتى إذا جاء أمرنا وفار التنور قلنا احمل فيها من كل زوجين﴾ [هُود: 40]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek