×

Zvakava zvinonzi: “Iwe Nowa! Dzika pasi kubva mungarava neruyamuro (nerunyararo) kubva kwatiri 11:48 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:48) ayat 48 in Shona

11:48 Surah Hud ayat 48 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 48 - هُود - Page - Juz 12

﴿قِيلَ يَٰنُوحُ ٱهۡبِطۡ بِسَلَٰمٖ مِّنَّا وَبَرَكَٰتٍ عَلَيۡكَ وَعَلَىٰٓ أُمَمٖ مِّمَّن مَّعَكَۚ وَأُمَمٞ سَنُمَتِّعُهُمۡ ثُمَّ يَمَسُّهُم مِّنَّا عَذَابٌ أَلِيمٞ ﴾
[هُود: 48]

Zvakava zvinonzi: “Iwe Nowa! Dzika pasi kubva mungarava neruyamuro (nerunyararo) kubva kwatiri uye makomborero kwauri uye nevanhu vauri navo, asi (kuchava nevamwe) vanhu vatichapa mafaro (kwekanguvana), asi pakupedzisira marwadzo akaomarara achavasvikira kubva kwatiri.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قيل يانوح اهبط بسلام منا وبركات عليك وعلى أمم ممن معك وأمم, باللغة الشونا

﴿قيل يانوح اهبط بسلام منا وبركات عليك وعلى أمم ممن معك وأمم﴾ [هُود: 48]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek