×

“Uye Imi vanhu! Kumbirai ruregerero rwaTenzi venyu uye mobva madzoka kwavari, vachakutumirai 11:52 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:52) ayat 52 in Shona

11:52 Surah Hud ayat 52 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 52 - هُود - Page - Juz 12

﴿وَيَٰقَوۡمِ ٱسۡتَغۡفِرُواْ رَبَّكُمۡ ثُمَّ تُوبُوٓاْ إِلَيۡهِ يُرۡسِلِ ٱلسَّمَآءَ عَلَيۡكُم مِّدۡرَارٗا وَيَزِدۡكُمۡ قُوَّةً إِلَىٰ قُوَّتِكُمۡ وَلَا تَتَوَلَّوۡاْ مُجۡرِمِينَ ﴾
[هُود: 52]

“Uye Imi vanhu! Kumbirai ruregerero rwaTenzi venyu uye mobva madzoka kwavari, vachakutumirai kubva kudenga mvura yakawanda, uye kukuwedzerai simba pamusoro pesimba renyu, saka musava munofuratira semaMujrimoon (vasingatendi muhumwechete hwaAllah uye vatadzi).”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وياقوم استغفروا ربكم ثم توبوا إليه يرسل السماء عليكم مدرارا ويزدكم قوة, باللغة الشونا

﴿وياقوم استغفروا ربكم ثم توبوا إليه يرسل السماء عليكم مدرارا ويزدكم قوة﴾ [هُود: 52]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek