×

Uye pakauya vatumwa vedu kuna Loti, akava anobatwa nekutya pamusoro pavo, uye 11:77 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:77) ayat 77 in Shona

11:77 Surah Hud ayat 77 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 77 - هُود - Page - Juz 12

﴿وَلَمَّا جَآءَتۡ رُسُلُنَا لُوطٗا سِيٓءَ بِهِمۡ وَضَاقَ بِهِمۡ ذَرۡعٗا وَقَالَ هَٰذَا يَوۡمٌ عَصِيبٞ ﴾
[هُود: 77]

Uye pakauya vatumwa vedu kuna Loti, akava anobatwa nekutya pamusoro pavo, uye akazviona asina simba kwavari (pamwe vanhu vemuguta vangauye vachida kuita chingochani navo). Akabva ati: “Iri izuva rekushungurudzwa.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولما جاءت رسلنا لوطا سيء بهم وضاق بهم ذرعا وقال هذا يوم, باللغة الشونا

﴿ولما جاءت رسلنا لوطا سيء بهم وضاق بهم ذرعا وقال هذا يوم﴾ [هُود: 77]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek