×

Uye vanhu vake vakauya vachimhanyidzana kwaari, sezvo mumashure vaigaro ita zvisakarurama (hungochani), 11:78 Shona translation

Quran infoShonaSurah Hud ⮕ (11:78) ayat 78 in Shona

11:78 Surah Hud ayat 78 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Hud ayat 78 - هُود - Page - Juz 12

﴿وَجَآءَهُۥ قَوۡمُهُۥ يُهۡرَعُونَ إِلَيۡهِ وَمِن قَبۡلُ كَانُواْ يَعۡمَلُونَ ٱلسَّيِّـَٔاتِۚ قَالَ يَٰقَوۡمِ هَٰٓؤُلَآءِ بَنَاتِي هُنَّ أَطۡهَرُ لَكُمۡۖ فَٱتَّقُواْ ٱللَّهَ وَلَا تُخۡزُونِ فِي ضَيۡفِيٓۖ أَلَيۡسَ مِنكُمۡ رَجُلٞ رَّشِيدٞ ﴾
[هُود: 78]

Uye vanhu vake vakauya vachimhanyidzana kwaari, sezvo mumashure vaigaro ita zvisakarurama (hungochani), iye akati: “Imi vanhu vangu! Ava vanasikana vangu (vakadzi vemunzvimbo), vakakuchenerai (kana mukavaroora zvakanaka). Nokudaro ityai Allah uye musava munondinyadzisa maererano nevaenzi vangu! Hapana here murume akakwana pakati penyu?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وجاءه قومه يهرعون إليه ومن قبل كانوا يعملون السيئات قال ياقوم هؤلاء, باللغة الشونا

﴿وجاءه قومه يهرعون إليه ومن قبل كانوا يعملون السيئات قال ياقوم هؤلاء﴾ [هُود: 78]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek