×

Uye zvirokwazvo (mukadzi) akange ave anomuda, uye (Josefa) akange ave kuda kurerekera 12:24 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:24) ayat 24 in Shona

12:24 Surah Yusuf ayat 24 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 24 - يُوسُف - Page - Juz 12

﴿وَلَقَدۡ هَمَّتۡ بِهِۦۖ وَهَمَّ بِهَا لَوۡلَآ أَن رَّءَا بُرۡهَٰنَ رَبِّهِۦۚ كَذَٰلِكَ لِنَصۡرِفَ عَنۡهُ ٱلسُّوٓءَ وَٱلۡفَحۡشَآءَۚ إِنَّهُۥ مِنۡ عِبَادِنَا ٱلۡمُخۡلَصِينَ ﴾
[يُوسُف: 24]

Uye zvirokwazvo (mukadzi) akange ave anomuda, uye (Josefa) akange ave kuda kurerekera kumadirwo ake, dai asina kuona humboo hwaTenzi vake. Sokudaro zvakaitika, kuti tive tinomubvisa kubva mune zvakaipa uye choupombwe. Zvirokwazvo, akange ari mumwe wevaranda vedu vatakasarudza

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولقد همت به وهم بها لولا أن رأى برهان ربه كذلك لنصرف, باللغة الشونا

﴿ولقد همت به وهم بها لولا أن رأى برهان ربه كذلك لنصرف﴾ [يُوسُف: 24]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek