×

(Jakobho) akati: “Handimbomutumire pamwechete nemi kusvika mapika zvakasimba pamberi pangu nezita raAllah, 12:66 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:66) ayat 66 in Shona

12:66 Surah Yusuf ayat 66 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 66 - يُوسُف - Page - Juz 13

﴿قَالَ لَنۡ أُرۡسِلَهُۥ مَعَكُمۡ حَتَّىٰ تُؤۡتُونِ مَوۡثِقٗا مِّنَ ٱللَّهِ لَتَأۡتُنَّنِي بِهِۦٓ إِلَّآ أَن يُحَاطَ بِكُمۡۖ فَلَمَّآ ءَاتَوۡهُ مَوۡثِقَهُمۡ قَالَ ٱللَّهُ عَلَىٰ مَا نَقُولُ وَكِيلٞ ﴾
[يُوسُف: 66]

(Jakobho) akati: “Handimbomutumire pamwechete nemi kusvika mapika zvakasimba pamberi pangu nezita raAllah, kuti muri kudzoka naye kwandiri kunze kwekuti maunganirwa (nevavengi).” Uye pavakapika zvakasimba, iye (Jakobho) akati: “Allah ndivo mufakazi wezvatataura.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال لن أرسله معكم حتى تؤتون موثقا من الله لتأتنني به إلا, باللغة الشونا

﴿قال لن أرسله معكم حتى تؤتون موثقا من الله لتأتنني به إلا﴾ [يُوسُف: 66]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek