×

Nokudaro pavakapinda maiva naJosefa vakati: “Imi mutongi wenyika! Nguva yakaoma yatisvikira uye 12:88 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:88) ayat 88 in Shona

12:88 Surah Yusuf ayat 88 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 88 - يُوسُف - Page - Juz 13

﴿فَلَمَّا دَخَلُواْ عَلَيۡهِ قَالُواْ يَٰٓأَيُّهَا ٱلۡعَزِيزُ مَسَّنَا وَأَهۡلَنَا ٱلضُّرُّ وَجِئۡنَا بِبِضَٰعَةٖ مُّزۡجَىٰةٖ فَأَوۡفِ لَنَا ٱلۡكَيۡلَ وَتَصَدَّقۡ عَلَيۡنَآۖ إِنَّ ٱللَّهَ يَجۡزِي ٱلۡمُتَصَدِّقِينَ ﴾
[يُوسُف: 88]

Nokudaro pavakapinda maiva naJosefa vakati: “Imi mutongi wenyika! Nguva yakaoma yatisvikira uye mhuri yedu, uye taunza mubhadharo wenhando, nokudaro tipei chipimo chakazara uye ivai mupi kwatiri. Zvirokwazvo, Allah vanopa mubairo vapi vezvipo.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فلما دخلوا عليه قالوا ياأيها العزيز مسنا وأهلنا الضر وجئنا ببضاعة مزجاة, باللغة الشونا

﴿فلما دخلوا عليه قالوا ياأيها العزيز مسنا وأهلنا الضر وجئنا ببضاعة مزجاة﴾ [يُوسُف: 88]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek