×

Uye zvikanzi kune avo vakarurama: “Ko chii chatumirwa naTenzi venyu?” Vanoti: “Zvakanaka.” 16:30 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:30) ayat 30 in Shona

16:30 Surah An-Nahl ayat 30 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 30 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿۞ وَقِيلَ لِلَّذِينَ ٱتَّقَوۡاْ مَاذَآ أَنزَلَ رَبُّكُمۡۚ قَالُواْ خَيۡرٗاۗ لِّلَّذِينَ أَحۡسَنُواْ فِي هَٰذِهِ ٱلدُّنۡيَا حَسَنَةٞۚ وَلَدَارُ ٱلۡأٓخِرَةِ خَيۡرٞۚ وَلَنِعۡمَ دَارُ ٱلۡمُتَّقِينَ ﴾
[النَّحل: 30]

Uye zvikanzi kune avo vakarurama: “Ko chii chatumirwa naTenzi venyu?” Vanoti: “Zvakanaka.” Avo vanoita zvakanaka pano panyika vachawana zvakanaka, uye imba yehupenyu hwemangwana yakanaka. Uye imba (Paradhiso) yeavo vakarurama (Al-Muttaqqoon) ichange yakanaka chose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقيل للذين اتقوا ماذا أنـزل ربكم قالوا خيرا للذين أحسنوا في هذه, باللغة الشونا

﴿وقيل للذين اتقوا ماذا أنـزل ربكم قالوا خيرا للذين أحسنوا في هذه﴾ [النَّحل: 30]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek