×

Uye hapana chinotadzisa vanhu kutenda, apo kutungamirirwa (Qur’aan) kwauya kwavari, uye nekukumbira 18:55 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Kahf ⮕ (18:55) ayat 55 in Shona

18:55 Surah Al-Kahf ayat 55 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Kahf ayat 55 - الكَهف - Page - Juz 15

﴿وَمَا مَنَعَ ٱلنَّاسَ أَن يُؤۡمِنُوٓاْ إِذۡ جَآءَهُمُ ٱلۡهُدَىٰ وَيَسۡتَغۡفِرُواْ رَبَّهُمۡ إِلَّآ أَن تَأۡتِيَهُمۡ سُنَّةُ ٱلۡأَوَّلِينَ أَوۡ يَأۡتِيَهُمُ ٱلۡعَذَابُ قُبُلٗا ﴾
[الكَهف: 55]

Uye hapana chinotadzisa vanhu kutenda, apo kutungamirirwa (Qur’aan) kwauya kwavari, uye nekukumbira ruregerero kuna Tenzi vavo, kunze kwekuti nzira yemadzitateguru idzokorodzwe kwavari (kuparadzwa naAllah), kana kuti marwadzo aunzwe pamberi pavo zviripachena

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وما منع الناس أن يؤمنوا إذ جاءهم الهدى ويستغفروا ربهم إلا أن, باللغة الشونا

﴿وما منع الناس أن يؤمنوا إذ جاءهم الهدى ويستغفروا ربهم إلا أن﴾ [الكَهف: 55]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek